Ndunge Yut gets 700 usd from Mambo... - ZimCelebs Official

ZimCelebs Official 27.9K Views
  • 1.1K
  • 18
  • 220

Generating Download Links...

Ndunge Yut gets 700 usd from Mambo Ndini To Start a Business.. Video Credit Chillspot records

Posted 1 year ago in Music & Audio

Sharon Marende 12 months ago

Thanks mambo, looking out for human needs and reaching out for those needs...a true success

SirPerseverence FG 1 year ago

I feel like we're losing our culture as black people , I saw this other guy throwing away a yoghurt lid without licking it

Rickie Mamvura 1 year ago

How can Mambo Ndini give this boy money wen his workers vana vaya vetuma tshirts twe Red vakuswera nenzara ndatobva kuvapa mabhanzi pano pana 4th

Eddie Scott Mlambo 1 year ago

All this is very very good...but Chill spot is losing it...kuita mahure emari kudaro???nezuro chaiwo vanga vana Panga ...vachipiwa mari studio ichi gadzirwa bho and Boom there comes a better bidder vatofuratira Panga...chero hure rembawa aridaro...their vision has been lost and they r heading towards a concrete wall

Panashe Mujawo 1 year ago

The dude talks sense though ,I never know he can raise points like these ones ,may God bless you Ndunge Yut

Immaculate Majengeta 1 year ago

Magona chaizvo Problem iri pana Eve vachati vamurova hake nesweet tough inopera netwo days pamashwede apa. Glenview hamusi kuiziva vasikana vacho here .

Guide Muzinda Zijest 1 year ago

Inoperera kwaFantani kumadrugs.. Dai atenga huku nechikafu kana dzakura ovhura cantine yeflame grill and some spices.. Madhokororo oisa mumunda orima mapoteto nemuriwo then he supply fresh markets mamwe omabika mucantine yake yechicken and chips while being self stock supplier.. Ndaona Toki aenda nenyika.. Help him faster asati aimba yese zvemadhodhi akawanda

Abel Banda 1 year ago

Uyo blaz akutaura akuita inonzi fadza mutenge nyange mambo akasura anongoti ukuona mukuru anosura zvakadzikama.....but all the same mambo wthr mapamari kusvaga mbiri kubatsira or wat ever it is makapenga mwari vawedzere mukoma sando dzenyu ndunge ita zvine musoro

Yeukai Daphine Mwenewazvo 1 year ago

Brilliant ideas hope you will grow big brother